blank

VOICE OF AMERICA

Shona

About VOA | Tibateyi PaShona

  • Muvhuro, 23 Mbudzi 2009
  • Nhau Dzichangoburwa

Nhau Zvawedzerwa muNhau China, 12 Mbudzi 2009 RSS Feeds RSS

Dynamos Football Club Yotungamira muMakwikwi ePSL

Udza Vamwe Nyaya Iyi

Vatsigiri vechikwata cheDynamos vanoti vari kufadzwa zvikuru nematambiro ari kuita chikwata chavo pari zvino.

Dynamos iri kusangana neGunners nemusi weSvondo. Mutambo uyu ndiwo ucharatidza remangwana rePremier Soccer League log. Dynamos ikakunda Gunners neSvondo inenge yotungamira nemapoinzi mana. Pari zvino Dynamos ndiyo iri pamusoro pePSL log ichiteverwa neGunners uye zvikwata izvi zvakasiyana nepoindi imwe chete.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemumwe mutsigiri weDynamos, VaElliot Mahembe, kuti tinzwe maonero avari kuita matambiro ari kuita chikwata chavo.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7…

Ndebele Radio Shows

Masvika paPeji Redu Idzva 


Tagadzirisa chimiro chepeji rine nhau dzedu kuitira kuti murerukirwe pakuwana nhau, mashoko, mifananidzo, zvirongwa zveVOA nezvimwe zvamunenge muchida.
Tumirayi tsambambozha dzenyu muchitiudza zvamunofunga pakero yetsambambozha iyi: studio7@voanews.com 

email subscribtion newsletter

Nhau Dzaverengwa Zvakanyanya